notícias musicais

top 13 artistas

top 13 musicas

Confira a Letra Murime Munhu

Oliver Mtukudzi

Murime Munhu

Uh uh ah
Uh nyika ivu
Murimi munhu ivuivu
Murimi munhu nyika ivu (ivu ndonyika)
Murimi munhu ivuivu (rine murimi)

Murimi munhu
Murimi we tora kabadza urime
Mvura nevu zoyanana
Murimi we tora kabadza urime
Nehunyandzwi whako torarama isu

Murimi we tora kabadza urime
Mvura nevu zoyananda baba we
Kuvemuvimi (kujka)
Kana munyimi (kujka zwemurimi)
Kuve munyori (kujka)

Kana musori (kujka zwemurimi)
Madzibaba (kujka)
Nesu venhungo (kujka zwemirimi)
Uh ah
Uh uh ah

Uh nyika ivu (ivu ndonyika) murimi munhu
Ivu ivu (rii nemurimi) murimi munhu
Nyika ivu (ivu ndonyika) murimi munhu
Ivu ivu (rii nemurimi) murimi munhu
Murimi we tora kabadza urime

Mvura nevu zoyananda
Murimi we tora kabadza urime
Nehunyandzwi whako torarama isu
Murimi we tora kabadza urime
Mvura nevu zoyananda baba we

Kune mudeler (kujka)
Kana mastola (kujka zwemirimi)
Imi mafero (kujka)
Nemi madara (kujka zwemurimi)
Nablazo (kujka)
Nemi magenga (kujka zwemurimi)
Mhhm

Murimi we tora kabadza urime
Mvura nevu zoyananda
Murimi we tora kabadza urime
Nehunyandzwi whako torarama isu
Murimi we tora kabadza urime

Mvura nevu zoyananda tete wo
Kuve mushandi (kujka)
Kana mutambi (kujka zwemurimi)
Kuve mukhuru (kujka)
Kana kapwere (kujka zwemurimi)

Madzi mambo (kujka)
Nemi machinda (zwemurimi)
Kuve munyimi (kujka)
Kana muvimi (kujka zwemurimi)
Kuve mutongi (kujka)

Kana mutori (kujka zwemurimi)
Madzibaba (kujka)
Nemi gwenyambura (kujka zwemurimi)
Uh ah
Uh uh ah

Tracker