Nozback is come back
Yhaa i you red
I you red, blazi i you red
I you red
Kana unezvino zviwakabata usazvisiya
Zvese zvepanyika zvinouya ne time
Wakawanda kayedja kutikiya
Asi akazvozviona kuti waipedza time baba
Waitoda kutiparadza
Weichifunga kuti chikoro tichachiregedza baba
Asi wakazvikorera
Nekuda kwenyu mwari makapindira ishee
Life inonesa kuirarama iyi
Ishee ndomuudzawo kuti ndakatadzawo chii
Life inonesa kuirarama iyi
Upenyu wondorarama waremera ini
Life life baba
I life life kulee
Inoda kushinga
Inoda kushinga
Mufambi mufambi
Mufambi mufambi anete
Mufambi mufambi baba
Uhu
Mufambi mufambi
Mufambi mufambi anete
Mufambi mufambi baba
Uhuuyuu
Aunoti ndiye wako
Ndiye anokuparadza
Aunoti ndiye wako
Ndiye anokuparadza
Aunoti ndiye wako
Ndiye anokuparadza
Aunoti ndiye wako
Ndiye achakuparadza
Ndakatozwa newakuru kubva kudhara
Weichindi udza kuti life i bhora
Bhora racho rino tenderera sei
Iwe usina kuri pusha
Ndakatozwa newakuru kubva kudhara ini
Weichindi udza kuti life i vhiri iwe
Vhiri racho rino tenderera sei
Iwe usina kuri pusha ah
Chengera ari pasaid pako
Anokufadza oku torera zvino zvako
Anokunakira anokufaira
Oku siya watoperawo wapera
Iyei yee
Life life baba
I life life kulee
Inoda kushinga
Inoda kushinga
Mufambi mufambi
Mufambi mufambi anete
Mufambi mufambi baba
Uhuu
Mufambi mufambi
Mufambi mufambi anete
Mufambi mufambi baba
Uhuyuu
Aunoti ndiye wako
Ndiye anokuparadza
Aunoti ndiye wako
Ndiye anokuparadza
Aunoti ndiye wako
Ndiye anokuparadza
Aunoti ndiye wako
Ndiye achakuparadza
Kubva Ku dhara
Life i bhora
Sei
Nozback